Mapfupa maviri emunhu, anofungidzirwa kuti ndiwo mapfupa ambuya vane makore (80) ekuberekwa avo vakanzi vakashaika mwedzi wapera, vakawanikwa kumba kwavo uye mapurisa ave kuferefeta muzukuru wavo nemhosva yekufungidzira kuti ndiye akaponda.
Mamwe emabhonzo aya anonzi awanikwa achidyiwa nembwa uye mukuwanikwa kweimwe pfupa muminda pamba pemukadzi uyu kuNjin Village pasi paSabhuku Sogwala kuLower Gweru.
Vakati Mai Cini Bhebhe vanonzi vakashaikwa musi wa7 Chivabvu uye gwaro remunhu akashaya rakaitwa kumapurisa mumwedzi waChikumi.
Mukadzi uyu, Cini Bhebhe, aigara mumusha weNjini, pasi paSabhuku Sogwala kuLower Gweru.
Aigara nemuzukuru wake Proud Bhebhe (42) anofungidzirwa kuti anorwara nepfungwa. Cini Bhebhe akabva pamba musi wa7 Chivabvu achida kunoona hanzvadzi yake mumusha weMtabeni pasi paSabhuku, Sogwala.
Mai Bhebhe, vanonzi havana kusvika kwavaienda uye havana kuzomboonekwa zvakare ipapo.
Insp Mahoko vati mapfupa emunhu akaendeswa kukamba yemapurisa yeMaboleni vachimirira kuongororwa nenyanzvi.
Mapfupa maviri evanhu, anofungidzirwa kuti ndiwo mapfupa ambuya vane makore (80) ekuberekwa avo vakanzi vakashaika mwedzi wapera, vakawanikwa kumba kwavo uye mapurisa ave kuferefeta muzukuru wavo nemhosva yekufungidzira kuti ndiye akaponda.
Mamwe emabhonzo aya anonzi awanikwa achidyiwa nembwa uye mukuwanikwa kweimwe pfupa muminda pamba pemukadzi uyu kuNjin Village pasi paSabhuku Sogwala kuLower Gweru.
Vakati Mai Cini Bhebhe vanonzi vakashaikwa musi wa7 Chivabvu uye gwaro remunhu akashaya rakaitwa kumapurisa mumwedzi waChikumi.
Mukadzi uyu, Cini Bhebhe, aigara mumusha weNjini, pasi paSabhuku Sogwala kuLower Gweru.
Aigara nemuzukuru wake Proud Bhebhe (42) anofungidzirwa kuti anorwara nepfungwa. Cini Bhebhe akabva pamba musi wa7 Chivabvu achida kunoona hanzvadzi yake mumusha weMtabeni pasi paSabhuku, Sogwala.
Mai Bhebhe, vanonzi havana kusvika kwavaienda uye havana kuzomboonekwa zvakare ipapo.
Insp Mahoko vati mapfupa emunhu akaendeswa kukamba yemapurisa yeMaboleni vachimirira kuongororwa nenyanzvi.
Mapfupa agogo vekushaikwa akawanikwa achidyiwa nembwa