Ndakaenda kun’anga ndichida kunotsvaga mushonga wekudiwa nemurungu wandaishandira papurazi uye nekuhwina panjuga dzandaitamba ndikanopihwa katambo kandakanzi ndinocherera pachivanze changu zvichinzi zvese zvandaida ndainotaurira katambo aka asi mushonga uyu hauna kundidhandira zvakanaka nekuti kunjuga ndaingodyiwa asi varungu vaimbondida.
Ndakaenda kumasowe ndichida kunobatsirwa ndikasvikopihwa muteuro uye ndikanzi ndipise katambo kaye asi pandakangodaro yakabva yachinja kuita nyoka irikunditambudza kusvika iyezvino. Nyoka iyi yapedza hukudzemukadzi wangu uye inopinda mumba yosvikondinzvenzvera mumakumbo ndobuda ndichirova bara.
Inzwa horror video mu WhatsApp Group raMkoma Jola +263736286412 sekuru vane makore 86 vachitsanangura kutumwa nechekuzvicherera.
____________________________
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me/ +263775934930 and send hie….
Tilda Live: Zvinoyera, zvinoshamisa
