Makadii Mkoma Jola!
Ini ndiri musikana asiri kutundiswa nemukomana wangu.
Mukomana wangu akavimbika zvinoyemurika, uye zve ndiye mukomana wandaishuvira muhupenyu hwangu. Dambudziko riripo nderekuti pose pandirikuenda naye pabonde haasi kunditundisa nokuti kanhengo kacho kadikisa zvisingaite ukuo kakaondoroka zvokuti kana kakanyura munengo yangu ndinotombofunga kuti zvimwe hakasati kapinda mukati.
Saka ini ndinofunga kuti semunhu wandinoda ndikamuzivisa kuti kanhengo kake kadiki zvakanyanya anogona kuzvinzwisisa then ndomubatsira kutsvaka vanoita kuti nhengo dzikure zvose nokudhafuka.
Zvino dambudziko riripo nderekuti ndomuudza sei uye nyaya yacho ndoitanga sei?
Ndingaudza Sei Mukomana Wangu Kuti Ane Kanhengo Kadikisa Kasinga Nditundisi Pabonde Zvachose?
