Video ririkutenderedzwa pa +263775934930 WhatsApp group, parikuonekwa mari ichi dyiwa paSheraton Hotel makuseni ano. Ndokubva yaramba kupera kudyiwa mari yenyika, ndokubva Chamisa atumirwa video achiratidzwa madyirwo arikuitwa mari yenyika ndokubva audzwa kuti kana achida kudyawo mari yenyika ngaauye ajoine Polad, pasina izvozvo haalume.