MaPresidential results kubva ku 62 pakati pe 156 Constituencies akamira akadai so;

Hakainde Hichilema 1, 024, 212

Edgar Lungu 562, 523

VaLungu varikuti bato ravo haringangopeti maoko izvi zvichiitika.

Vachizivisa vatsigiri vavo, vaLung vanoti, “Takazovisa Electoral Commission yeZambia kuti vamire kuverenga ma result asi ivo varikuramba vachienderera mberi nekuzivisa zvakabuda musarudzo. Nekudaro, tinematanho atirikutora,” Mutungamiriri weZambia vaEdgar Lungu,” vanodaro.

Vachitaira vanoti, “Izvozvi, vamwe vedu vamiririri nevatsigiri vedu vakahwanda nekuda kwemabasa ematsotsi aya. Zvichireva kuti sarudzo idzi dzanga dzisiri free and fair nokuti vamwe vanhu vedu vakapondwa uye vamwe vazhinji vakahwanda mushure mekuitirwa hutsinye. Ndiyo democracy here iyoyi?

Read more via +263775934930 WhatsApp group.