Video ririkutenderedzwa pasocial media remurume anoitisa vanhu gym obatsira mukadzi wemunhu asina kupfeka. Anga akamira pamberi pake asi mabatiro aarikumuita ndeekuratidza kuti arikuzvifarira vese nemukadzi

Link to original article