Audio —> Anozviti Mupurisa weZRP ngaandisunge tione! Vamwene vanoudza muroora kuti enda unokandira vana vako murwisi vakukurwe nemvura.

Audio —> Chimwe chikoro chakatooma musoro hachisi kuteerera muromo wehurumende wekuti vabereki vatenge mayunifomu kwavanoda, uyewo vari kuramba mari yema RTGS vachiti mushini wakafa tinoda mari chaiyo yema US$.