Mumwe murume arakashwa zvakapfurikidza asina kana kusimira nemukadzi wake mushure mekubatwa achiita bonde mumba mavo negerofriend rake.

Murume uyu paaona kuti arikukurirwa nemudzimai wake amhanyira kunorovana nemukomana anga achitora video redhirama iri rose asi akurirwa zvekare.

Video iri rakandwa muJolas Sensitive WhatsApp Group sezvo risingaiti kuonekwa panevanyarikani

Video via WhatsApp