Zvizvarwa zveZimbabwe zvakangwara zvisina maturo – vaZivhu vanoti zvizvarwa zveZimbabwe zvakanyanyisa kungwara zvisina maturo.
Wezvematongerwo enyika anotaura pachena anotenda kuti pfungwa dzemuZimbabwe dzakashatiswa nedzidzo yeBritain. Akapopotedzana achiti, Zimbabwe haina vanhu vakadzidza sezvavanoti, British Curiculum, yatakadzidza ye white collar job ndiyo inotipa kutambara kudayi, tiri pasi rose semhashu, nokuti takadzidziswa kusvaka basa, vezvematongerwo enyika vanoita mukana nekuti hatina simba.
Mashoko kubva kunavaZivhu,“Zimbabwe doesn’t have educated people as they claim, the British curiculum, yatakadzidza ye white collar job ndiyo inotipa kutambura kudayi, we are allover the World like grasshoppers, nokuti takadzidziswa kusvaka basa, politicians make advantage because we are weak.”
VaZivhu Votaura Vachiti MaZimbabweans Akangwara Zvisina Maturo
