Mumwe Mukadzi Anogara kuHammanskraal, kuSouth Africa anotaura achiti vakuwara nekunwa mvura yakasviba inoita setea isina mukaka.
Uye izvo zvakonzera kuti vanhu vese munharaunda iyi varware nechirwere cheCholera, anokumbirisa kuti mutungiri wenyika vaCyril Ramaphosa vapindire vavabatsire kuitira kuti navo vave nehutano hwakanaka.
Shona News, Zvematongerwo Enyika
Video; Zvizvarwa Zveku-South Africa Zvinogara kuHammanskraal Zvinoti Zvanzwa Nekunwa Mvura Yakasviba Inova Inokanganisa Hutano Hwazvo
