Baba vangu vaiita basa rekutyaira magonyeti ndokubva rimwe zuva vatsika gudo asi havana kuziva kuti tsaona iyi ichakanganisa rugare nehupenyu hwemhuri yavo zvachose.

Gudo iri raisangova gudo zvaro rinogara musango asi raive gudo reimwe n’anga inemukurumbira uye Simba rakakura. N’anga iyi yakatsamwa zvikuru payakaziva kuti gudo rayo rafa ndokutanga kutumira chipoko chegudo iri kumba kwedu.

Iyezvino pese patinongoriona tinoziva hatina nguva tisati tafutsira hama yedu, ini ndavekutotyira vana vangu.

Inzwa kuti gudo iri ririkuuraya vanhu vemumhuri iyi sei pa audio yakandwa muJolas WhatsApp Group Rinotumirwa Zvirongwa Zvakasiyana-Siyana.

Shandisa Link Rino Kuti Upinzwe MuGroup Umu