Hurumende inoti nhau dzemanyepo nekushaikwa kwemitemo inoranga vanonyepa zvinoita kuti nhau dzemanyepo dzipinde muvanhuwo zvavo vemuZimbabwe dzichivhiringidza mafungiro avo panguva yokurwisana nokubayiwa nhomba ye covid-19.
Zvisinei hazvo authority inoti inetarisiro yekupa ma-jabs anosvika 10 million kusvika panonopera gore rino kuitira kuti vanhu vose vakwanise kubayiwa nhomba iyi.
Vachitaura neDaily News nezuro Mugovera, national chief Covid-19 coordinator muhofisi yaPresident Emmerson Mnangagwa, Agnes Mahomva, vakakurudzirawo vanhuwo zvavo kuti varambe vakangwarira chirwere chinouraya ichi chinonzi coronavirus.
Nhau dzenhema uye mashoko asiriwo pamusoro peCovid-19 zvinoramba zvichivhiringidza gwara rokudzivirirwa kwedenda iri, izvo zvirikukonzeresa dambudziko guru munyika.”
THE government says fake news and lack of discipline by a large cross-section of ordinary Zimbabweans have been militating against vaccinating as many citizens as possible.
However and despite these, the authorities said they remained hopeful of providing the jabs to at least 10 million people by year end to reach much-needed national herd immunity.
Speaking to the Daily News On Saturday yesterday, national chief Covid-19 coordinator in President Emmerson Mnangagwa’s office, Agnes Mahomva, also implored ordinary people to remain on guard against the lethal coronavirus.
“Fake news and misinformation on Covid-19 continue to fuel poor adherence to recommended preventative measures. This is a big challenge.” — Daily News
GOVT FIGHTS FAKE NEWS IN COVID-19 BATTLE
