๐—”๐—บ๐—ฎ๐—ถ ๐—ฉ๐—ผ๐—บ๐˜„๐—ฎ๐—ป๐—ฎ:โ€”: Kana iye achiti mwana haasi wake achiti mwana ndeweshamwari yake kureva kuti ndiye aituma shamwari yake kuzoita bonde neni husiku ndichifunga kuti ndiye.

๐—”๐—บ๐—ฎ๐—ถ ๐—ฉ๐—ผ๐—บ๐˜„๐—ฎ๐—ป๐—ฎ:โ€”: Uyewo zvaarikuti ini ndaisadanana naye arikunyepa taidanana. Rimwe zuva akawanikidzwa ari mumba nababa vangu auuya kuzondikwira. Akazondipandukira pandakamuudza kuti ndava nenhumbu yake ndokutanga kuti ndeya nhingi achireva shamwari yake.

๐—”๐—บ๐—ฎ๐—ถ ๐—ฉ๐—ผ๐—บ๐˜„๐—ฎ๐—ป๐—ฎ:โ€”: Kana achiti mwana ndewe shamwari yake kureva kuti iye ndiye aiuya neshamwari yake undiburitsa panze ondisiya ndava mumaoko eshamwari yake murima ini ndisingazive kuti ndizvo zvirikuitika, asi kutaura chokwadi angada kuramba zvake achiti taive tisingadanani, chokwadi ndechekuti taidanana akatombowanikidzwa katatu kese nababa vangu, auya husiku kuzorara neni.

๐——๐—ก๐—” ๐—ต๐—ผ๐˜„ ๐—ฐ๐—ผ๐—บ๐—ฒ ๐—ธ๐˜‚๐˜๐—ถ ๐—บ๐˜‚๐˜€๐—ถ๐—ธ๐—ฎ๐—ป๐—ฎ ๐—ฎ๐—ป๐—ผ๐—ถ๐˜๐—ฎ ๐—ฏ๐—ผ๐—ป๐—ฑ๐—ฒ ๐—ป๐—ฒ๐—บ๐˜‚๐—ป๐—ต๐˜‚ ๐˜„๐—ฎ๐—ฎ๐˜€๐—ถ๐—ป๐—ด๐—ฎ๐˜‡๐—ถ๐˜ƒ๐—ฒ ๐—บ๐˜‚๐—ฟ๐—ถ๐—บ๐—ฎ ๐—ฎ๐—ฐ๐—ต๐—ถ๐—ณ๐˜‚๐—ป๐—ด๐—ฎ ๐—ธ๐˜‚๐˜๐—ถ ๐—บ๐˜‚๐—ธ๐—ผ๐—บ๐—ฎ๐—ป๐—ฎ ๐˜„๐—ฎ๐—ธ๐—ฒ?

Kana uchida kunzwa nyaya yose iyi yekukwirwa kwaiitwa musikana nemumweowo mukamana waasingazive uyo aiuya pakati pahwo husiku, downloader compressed video reDNA ratsvetwa muJolas TV-FM WhatsApp group.

WhatsApp Channel