๐— ๐—ฎ๐—ถ ๐—ฉ๐—ฒ๐—บ๐˜„๐—ฎ๐—ป๐—ฎ: โ€” โ€œNdakadanana nemukomana wangu ndichiri kuchikoro chaiko, saka rimwe zuva pataiita bonde condom rakaputika ipapo ndokubva nhumbu yabata, ndichibva ndatizira kumukomana wangu, tichisvika kumba kwevabereki vemukomana wangu, vabereki vake havana kundifarira zvachose.โ€

๐— ๐—ฎ๐—ถ ๐—ฉ๐—ฒ๐—บ๐˜„๐—ฎ๐—ป๐—ฎ: โ€” โ€œVakatanga kutaura vachiti mwana haasi wepano izvo zvakabatabata zvakanyanyisa.โ€

๐—”๐—น๐—น๐—ฒ๐—ด๐—ฒ๐—ฑ ๐—™๐—ฎ๐˜๐—ต๐—ฒ๐—ฟ: โ€” โ€œVabereki vangu havafarire mukadzi wangu zvachose, izvozvi kuuya kwandaita kuno kuma DNA Test ndivo vakatondisunda vachiti mwana haasi wangu asi ini ndichiziva kuti mwana ndewengu.โ€

๐— ๐—ฎ๐—ถ ๐—ฉ๐—ฒ๐—บ๐˜„๐—ฎ๐—ป๐—ฎ: โ€” โ€œRimwe zuva vamwene vangu vakanditi ndakadyisa mwana wavo kuti asafunge zvekundiramba ndokubva neniwo ndavapindura ndikati, nemiwo makadyisa murume wenyu kuti asafunge kukutsiuraya panezvakashata zvamunoita zvose, ndokubva vandidzinga pamba kusvikira nanhasi kumba kwavo handiendiko.โ€

Hona DNA compressed video rakazara, love-story inonakidza kuteerera. Ku-downloader video rino hakumbodi data rakawanda sezvo video raunyanidzwa kuitwa ma Megabytes mashoma kana kuti compressed to the lower size without losing quality, no massive data will be consumed. Ma-videos asingadi data rakawanda ukuwo akakura arikuwanikwa muJoas TV-FM WhatsApp group.

Join me on WhatsApp Group for more videos. Here is the link.

Video Link